搜索成功 √ 返回继续
音乐地址
下载链接
音乐ID
音乐歌词
音乐名称
音乐作者
当前位置:首页 >> Freeman HKD >> Freeman HKD《Siya》[MP3_LRC]
[00:00.00]90听音乐网 www.90T8.com  [00:00.32]Real gallis noh tek weh freind gal [00:03.12]Ah dat wi nah do loyalty ah weh mi seh man [00:06.17]Yo hermish wahm to unnuh man trioman yu hear mi now [00:11.42]Siyaa [00:12.65]Silent killer [00:15.30]Siya [00:16.35]Madhiri akadaro gara wafushira [00:19.47]HK [00:21.44]Mount zion kana ndikabata muface nechimoko changu ndomubvisa ziso [00:28.02]Definitely [00:30.02]Ndizvoo zvinhu zvinoparadzanisa hukama saka ndaimba this song [00:36.58]Panenge pachitambira docta siya [00:38.44]Tamba neni kwete nechimoko changu siya [00:41.08]Ingave iri type yaunoda asi ndiye wandinoda ngazvigume muku chiva [00:45.49]Wazviita nekusaziva asi ndikakubata ndinongokukiya [00:49.32]Ingave iri type yaunoda asi ndiye wandinoda ngazvigume mukuchiva [00:53.27]Ndikangozviziva takutoguma kutamba [00:54.77]Hatikumbidzane babe setinokumbidzana chamba [00:57.16]Tamba neni kwete nechimoko ndozviramba [00:59.10]Ukatozvingwarira ndiko kuguma kwehukama [01:00.99]Wanga uchidei pawamukumbira number [01:03.42]Ndanga ndi ndi ndi ndi [01:04.50]Mira kukakama seyi uchida kudya zvausina kushanda [01:07.30]Moyo wako wakasviba kunge ganda reku Ghana [01:09.41]Zvimwe zvese ungabate laptop kana phone asi pa chimoko changu relax [01:13.41]Pakawanda patakapinda sema face asi pa position pawakutambira hapasi [01:17.82]Panenge pachitambira docta siya [01:19.70]Tamba neni kwete nechimoko changu siya [01:22.61]Ingave iri type yaunoda asi ndiye wandinoda ngazvigume muku chiva [01:26.82]Wazviita nekusaziva asi ndikakubata ndinongokukiya [01:30.71]Ingave iri type yaunoda asi ndiye wandinoda ngazvigume mukuchiva [01:34.44]Hembe yangu ndinokupa ukapfeka [01:35.52]Asi ukabata chimoko hushamwari tocheka [01:38.02]Mmmm [01:38.44]Ndangoti ndikuudze mukuseka [01:39.65]Ziso rawamutarisa naro harina kujeka [01:42.12]Mmmm [01:42.57]Eh ndiri Gallis asi handitore muskana wemface wangu kwete [01:46.19]Kana kana kumutarisa [01:48.34]Hukama hwakadaro tohuvharisa [01:50.15]Hkay [01:51.06]Panenge pachitambira docta siya [01:53.13]Tamba neni kwete nechimoko changu siya [01:55.52]Ingave iri type yaunoda asi ndiye wandinoda ngazvigume muku chiva [01:59.97]Wazviita nekusaziva asi ndikakubata ndinongokukiya [02:03.69]Ingave iri type yaunoda asi ndiye wandinoda ngazvigume mukuchiva [02:08.98]Mount zaion [02:10.76]Kana ndikabata muface nechimoko changu ndomubvisa Zisoo [02:15.60]Definitely [02:17.61]Ndizvo zvinhu zvinoparadzanisa hukama saka ndaimba this song [02:24.28]Ndikangozviziva takutoguma kutamba [02:25.89]Hatikumbidzane babe setinokumbidzana chamba [02:28.23]Tamba neni kwete nechimoko ndozviramba [02:30.22]Ukatozvingwarira ndiko kuguma kwehukama [02:32.22]Wanga uchidei pawamukumbira number [02:34.35]Ndanga ndi ndi ndi ndi [02:35.41]Mira kukakama seyi uchida kudya zvausina kushanda [02:38.46]Moyo wako wakasviba kunge ganda reku Ghana [02:40.49]Zvimwe zvese ungabate laptop kana phone asi pa chimoko changu relax [02:44.38]Pakawanda patakapinda sema face asi pa position pawakutambira hapasi [02:48.76]Panenge pachitambira docta siya [02:50.90]Tamba neni kwete nechimoko changu siya [02:53.37]Ingave iri type yaunoda asi ndiye wandinoda ngazvigume muku chiva [02:57.94]Wazviita nekusaziva asi ndikakubata ndinongokukiya [03:01.70]Ingave iri type yaunoda asi ndiye wandinoda ngazvigume mukuchiva [03:05.47]Panenge pachitambira docta siya [03:07.39]Tamba neni kwete nechimoko changu siya [03:09.91]Ingave iri type yaunoda asi ndiye wandinoda ngazvigume muku chiva [03:14.43]Wazviita nekusaziva asi ndikakubata ndinongokukiya [03:18.28]Ingave iri type yaunoda asi ndiye wandinoda ngazvigume mukuchiva [03:23.73]Siya [03:25.54]Siya [03:29.87]Chiva [03:31.78]Nekusaziva [03:33.50]Ndinongokukiya [03:37.38]Ngazvigume mukuchiva 

LRC动态歌词下载

[00:00.00]90听音乐网 www.90T8.com
[00:00.32]Real gallis noh tek weh freind gal
[00:03.12]Ah dat wi nah do loyalty ah weh mi seh man
[00:06.17]Yo hermish wahm to unnuh man trioman yu hear mi now
[00:11.42]Siyaa
[00:12.65]Silent killer
[00:15.30]Siya
[00:16.35]Madhiri akadaro gara wafushira
[00:19.47]HK
[00:21.44]Mount zion kana ndikabata muface nechimoko changu ndomubvisa ziso
[00:28.02]Definitely
[00:30.02]Ndizvoo zvinhu zvinoparadzanisa hukama saka ndaimba this song
[00:36.58]Panenge pachitambira docta siya
[00:38.44]Tamba neni kwete nechimoko changu siya
[00:41.08]Ingave iri type yaunoda asi ndiye wandinoda ngazvigume muku chiva
[00:45.49]Wazviita nekusaziva asi ndikakubata ndinongokukiya
[00:49.32]Ingave iri type yaunoda asi ndiye wandinoda ngazvigume mukuchiva
[00:53.27]Ndikangozviziva takutoguma kutamba
[00:54.77]Hatikumbidzane babe setinokumbidzana chamba
[00:57.16]Tamba neni kwete nechimoko ndozviramba
[00:59.10]Ukatozvingwarira ndiko kuguma kwehukama
[01:00.99]Wanga uchidei pawamukumbira number
[01:03.42]Ndanga ndi ndi ndi ndi
[01:04.50]Mira kukakama seyi uchida kudya zvausina kushanda
[01:07.30]Moyo wako wakasviba kunge ganda reku Ghana
[01:09.41]Zvimwe zvese ungabate laptop kana phone asi pa chimoko changu relax
[01:13.41]Pakawanda patakapinda sema face asi pa position pawakutambira hapasi
[01:17.82]Panenge pachitambira docta siya
[01:19.70]Tamba neni kwete nechimoko changu siya
[01:22.61]Ingave iri type yaunoda asi ndiye wandinoda ngazvigume muku chiva
[01:26.82]Wazviita nekusaziva asi ndikakubata ndinongokukiya
[01:30.71]Ingave iri type yaunoda asi ndiye wandinoda ngazvigume mukuchiva
[01:34.44]Hembe yangu ndinokupa ukapfeka
[01:35.52]Asi ukabata chimoko hushamwari tocheka
[01:38.02]Mmmm
[01:38.44]Ndangoti ndikuudze mukuseka
[01:39.65]Ziso rawamutarisa naro harina kujeka
[01:42.12]Mmmm
[01:42.57]Eh ndiri Gallis asi handitore muskana wemface wangu kwete
[01:46.19]Kana kana kumutarisa
[01:48.34]Hukama hwakadaro tohuvharisa
[01:50.15]Hkay
[01:51.06]Panenge pachitambira docta siya
[01:53.13]Tamba neni kwete nechimoko changu siya
[01:55.52]Ingave iri type yaunoda asi ndiye wandinoda ngazvigume muku chiva
[01:59.97]Wazviita nekusaziva asi ndikakubata ndinongokukiya
[02:03.69]Ingave iri type yaunoda asi ndiye wandinoda ngazvigume mukuchiva
[02:08.98]Mount zaion
[02:10.76]Kana ndikabata muface nechimoko changu ndomubvisa Zisoo
[02:15.60]Definitely
[02:17.61]Ndizvo zvinhu zvinoparadzanisa hukama saka ndaimba this song
[02:24.28]Ndikangozviziva takutoguma kutamba
[02:25.89]Hatikumbidzane babe setinokumbidzana chamba
[02:28.23]Tamba neni kwete nechimoko ndozviramba
[02:30.22]Ukatozvingwarira ndiko kuguma kwehukama
[02:32.22]Wanga uchidei pawamukumbira number
[02:34.35]Ndanga ndi ndi ndi ndi
[02:35.41]Mira kukakama seyi uchida kudya zvausina kushanda
[02:38.46]Moyo wako wakasviba kunge ganda reku Ghana
[02:40.49]Zvimwe zvese ungabate laptop kana phone asi pa chimoko changu relax
[02:44.38]Pakawanda patakapinda sema face asi pa position pawakutambira hapasi
[02:48.76]Panenge pachitambira docta siya
[02:50.90]Tamba neni kwete nechimoko changu siya
[02:53.37]Ingave iri type yaunoda asi ndiye wandinoda ngazvigume muku chiva
[02:57.94]Wazviita nekusaziva asi ndikakubata ndinongokukiya
[03:01.70]Ingave iri type yaunoda asi ndiye wandinoda ngazvigume mukuchiva
[03:05.47]Panenge pachitambira docta siya
[03:07.39]Tamba neni kwete nechimoko changu siya
[03:09.91]Ingave iri type yaunoda asi ndiye wandinoda ngazvigume muku chiva
[03:14.43]Wazviita nekusaziva asi ndikakubata ndinongokukiya
[03:18.28]Ingave iri type yaunoda asi ndiye wandinoda ngazvigume mukuchiva
[03:23.73]Siya
[03:25.54]Siya
[03:29.87]Chiva
[03:31.78]Nekusaziva
[03:33.50]Ndinongokukiya
[03:37.38]Ngazvigume mukuchiva

更新时间:2023-08-31 所属语言: 所属歌手:Freeman HKD 所属专辑:Mangoma iHobho

温馨提示:本站不存储任何音频,版权均属于各音乐门户,如果无意侵犯了你的权益请通过底部联系我们

推荐音乐

最新歌单

声明:本站不存储任何音频数据,站内歌曲来自搜索引擎,如有侵犯版权请及时联系我们删除,我们将在第一时间处理!

自若本站收录的无意侵犯了DJ或DJ所属公司权益,请通过底部联系方式来信告知,我们会及时处理删除!90听吧 

© 2018-2025.90听吧-免费MP3下载|流行DJ舞曲|抖音热门歌曲|网络热门歌曲|酷狗音乐排行 联系邮箱tamg2352@163.com

点击下载标准MP3

点击下载高品MP3

如下载音乐出现空白
换其他浏览器可解决

输入口令开通高品质无损音乐

音乐地址
音乐链接
音乐ID
音乐歌词
音乐名称
音乐作者